VaFiripi 4:19
VaFiripi 4:19 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
Uye Mwari wangu achazadzisa zvamunoshayiwa zvose maererano nokubwinya kwepfuma yake muna Kristu Jesu.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu VaFiripi 4VaFiripi 4:19 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
Zvino Mwari wangu achazadzisa kushayiwa kwenyu kwose papfuma yake, mukubwinya, muna Kristu Jesu.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu VaFiripi 4VaFiripi 4:19 Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika (SCLBD)
Mwari wangu achakupai zvose zvamunenge musina maererano noupfumi hwake husingatauriki muna Kristu Jesu.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu VaFiripi 4