VaFiripi 4:18
VaFiripi 4:18 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
Ndakagamuchira mubayiro uzere uye kunyange zvizhinji; ndava nezvakakwana, zvino zvandagamuchira kubva kuna Epafrodhitasi zvipo zvamakanditumira. Zvakaita sechipiriso chinonhuhwira, chibayiro chakafanira, chinofadza Mwari.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu VaFiripi 4VaFiripi 4:18 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
Zvino ndava nezvose, ndapfumiswa; ndaguta, ndagamuchira kuna Epafirodhito izvo, zvinobva kwamuri, zvakaita sohwema hunonhuwira, nechibayiro chakafanira, chinofadza Mwari.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu VaFiripi 4VaFiripi 4:18 Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika (SCLBD)
Makandiripa zvizere uye zvakapfuurikidza. Ndava nezvose pandadai kugamuchira kuna Epafurodhitusi zvipo zvamakanditumira, mupiro chaiwo, chibayiro chinogamuchirika chinofadza Mwari.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu VaFiripi 4