VaFiripi 4:14
VaFiripi 4:14 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
Asi makaita zvakanaka kuti makagovana neni mumatambudziko angu.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu VaFiripi 4VaFiripi 4:14 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
Kunyange zvakadaro, makaita zvakanaka zvamakasangana neni pakutambudzika kwangu.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu VaFiripi 4VaFiripi 4:14 Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika (SCLBD)
Asi imi makaita zvakanaka kwazvo pamakabatana neni mumatambudziko angu.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu VaFiripi 4