VaFiripi 4:12
VaFiripi 4:12 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
Ndinoziva kuti kushayiwa chii, uye ndinoziva kuva nezvakawanda. Ndakadzidza chakavanzika chokugutsikana mune zvipi zvazvo uye mumamiriro ose zvawo, kungava kuguta kana kunzwa nzara, kana kuva nezvakawanda kana kushayiwa.

VaFiripi 4:12 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
Ndinoziva urombo, ndinozivawo kuva nezvakawanda; pachinhu chipi nechipi napazvinhu zvose ndakadzidziswa kuti ndizive kuguta nokunzwa nzara, kuva nezvizhinji nokushayiwa.
VaFiripi 4:12 Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika (SCLBD)
Ndinoziva kuva murombo, ndinozivawo chinonzi kupfuma. Mune chipi nechipi uye muna zvose ndakadzidza kuva nezvakawanda nokuva nenzara, kuva nezvakawandisisa nokuva noushai.