VaFiripi 4:11
VaFiripi 4:11 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
Handirevi izvi nokuda kwokuti ndinoshayiwa, nokuti ndakadzidza kugutsikana nezvinenge zviripo.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu VaFiripi 4VaFiripi 4:11 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
Handirevi izvozvi nokuti ndinoshayiwa; nokuti ini ndakadzidza kutenda nezvose zvandinazvo.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu VaFiripi 4VaFiripi 4:11 Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika (SCLBD)
Handisi kutaura izvi pamusana pokushaya chokubata nokuti ini ndakadzidza kugutsikana namamiriro anenge akaita zvinhu kwandiri.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu VaFiripi 4