VaFiripi 4:10
VaFiripi 4:10 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
Ndinofara zvikuru muna She kuti pakupedzisira makavandudza hanya yenyu nokuda kwangu. Zvirokwazvo, makanga mune hanya henyu, asi makanga musina mukana wokuti muzviratidze.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu VaFiripi 4VaFiripi 4:10 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
Ndakafara zvikuru muna Ishe, nokuti zvino makapepukazve mukandirangarira; makanga marangarira henyu, asi makashayiwa nguva.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu VaFiripi 4VaFiripi 4:10 Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika (SCLBD)
Ndinofara zvikuru kwazvo muna Tenzi kuti zvazoitika zvino kuti mazondifungazve. Maindirangarira zvenyu asi makanga musina kuwana mukana wacho.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu VaFiripi 4