VaFiripi 4:1
VaFiripi 4:1 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
Naizvozvo, hama dzangu, vadikanwi vandinoshuva kwazvo, mufaro wangu, nekorona yangu, mirai nesimba saizvozvo muna Ishe, vadikanwi.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu VaFiripi 4VaFiripi 4:1 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
Naizvozvo, hama dzangu, iyemi vandinoda uye vandinoshuva, mufaro wangu nekorona yangu, ndiko kuti mumire nesimba muna She, hama dzinodiwa!
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu VaFiripi 4VaFiripi 4:1 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
Naizvozvo, hama dzangu, vadikanwi vandinoshuva kwazvo, mufaro wangu, nekorona yangu, mirai nesimba saizvozvo muna Ishe, vadikanwi.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu VaFiripi 4VaFiripi 4:1 Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika (SCLBD)
Naizvozvo hama dzangu dzandinoda dzandinosuwa, ndimi rufaro rwangu nechidadiso changu. Rambai makasimba muna Tenzi saizvozvo, hama dzangu dzapamwoyo.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu VaFiripi 4