VaFiripi 3:9
VaFiripi 3:9 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
Uye kuti ndiwanikwe maari, ndisina kururama kwangu kunobva pamurayiro, asi uko kunouya kubudikidza nokutenda kuri muna Kristu, iko kururama kunobva kuna Mwari uye kuri kwokutenda.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu VaFiripi 3VaFiripi 3:9 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
ndiwanikwe maari, ndisina kururama kwangu kuri kwomurayiro, asi kuri kwokutenda kuna Kristu, ndiko kururama kunobva kuna Mwari nenzira yokutenda
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu VaFiripi 3VaFiripi 3:9 Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika (SCLBD)
kuti ndiwanikwewo muna Kristu ndisina ururami hwangu pachangu hunobva mukuchengeta mutemo asi hunobva mukutenda kwangu muna Kristu, ururami hunobva kuna Mwari nechikonzero chechitendero ichocho.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu VaFiripi 3