VaFiripi 3:4
VaFiripi 3:4 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
kunyange zvangu ini ndine chikonzero chokuvimba kwakadaro. Kana pano munhu zvake anofunga kuti ane chikonzero chokuvimba nenyama, ini ndinazvo zvakawanda
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu VaFiripi 3VaFiripi 3:4 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
kunyange ini hangu ndingavimba nenyama; kana kunomumwe munhu anoti ndinovimba nenyama, zvikuru ini.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu VaFiripi 3VaFiripi 3:4 Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika (SCLBD)
kunyange zvazvo ini ndichigona kuvimba nezvakaitwa pamuviri wangu. Kana pane munhu angafunge kuti ane chikonzero chokuvimba nezvakaitwa panyama, ini ndinazvo zvakatopfuura izvozvo kuwanda.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu VaFiripi 3