VaFiripi 3:21
VaFiripi 3:21 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
uyo ane simba rinomugonesa kuti auyise zvinhu zvose pasi pesimba rake, achavandudza miviri yedu yakazvidzika kuti ifanane nomuviri wake wokubwinya.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu VaFiripi 3VaFiripi 3:21 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
uyo achavandudza muviri wokuninipiswa kwedu, kuti ufanane nomuviri wokubwinya kwake, nesimba iro raanogonawo naro kuzviisira zvose pasi pake.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu VaFiripi 3VaFiripi 3:21 Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika (SCLBD)
Ndiye achasandura muviri wedu uno wenhando achiuita semuviri wake wembiri nesimba rinomugonesa kuisa zvinhu zvose pasi pake.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu VaFiripi 3