VaFiripi 3:20
VaFiripi 3:20 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
Asi nyika yedu iri kudenga. Uye tinomirira Muponesi anobva ikoko, iye Ishe Jesu Kristu
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu VaFiripi 3VaFiripi 3:20 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
Nokuti nyika yedu iri kudenga, uko kwatakatarira kuuya kwoMuponesi Ishe Jesu Kristu
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu VaFiripi 3VaFiripi 3:20 Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika (SCLBD)
Nyika yedu isu iri kudenga. Ndiko kwatinotarisira kuti kuchabva mununuri Tenzi Jesu Kristu.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu VaFiripi 3