VaFiripi 3:2
VaFiripi 3:2 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
Chenjererai imbwa dziya, vanhu vanoita zvakaipa, vaya vanoremadza nyama nokucheka.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu VaFiripi 3VaFiripi 3:2 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
Ityai imbwa, ityai vabati vakaipa, ityai vokucheka
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu VaFiripi 3VaFiripi 3:2 Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika (SCLBD)
Chenjererai imbwa dzavanhu dziya, chenjererai vanhu avo vanoita zvakaipa. Chenjererai vanhu ivavo vanodzingisa
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu VaFiripi 3