VaFiripi 3:18
VaFiripi 3:18 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
Nokuti, sezvandaimbokuudzai kare uye ndinodarozve kunyange zvino nemisodzi kuti, vazhinji vanorarama savavengi vomuchinjikwa waKristu.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu VaFiripi 3VaFiripi 3:18 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
Nokuti vazhinji, vandakakuudzai zvizhinji, nazvino ndinokuudzaiwo nokuchema, vanofamba vari vavengi vomuchinjikwa waKristu
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu VaFiripi 3VaFiripi 3:18 Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika (SCLBD)
Vamwe vazhinji vandaigara ndichikutaurirai, vandinokutaurirai zvakare nemisodzi padama, vanogara semhandu yomuchinjikwa waKristu.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu VaFiripi 3