VaFiripi 3:16
VaFiripi 3:16 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
Ngatiraramei bedzi zvinopindirana nezvatakawana.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu VaFiripi 3VaFiripi 3:16 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
Asi, ngatirambe tichifamba bedzi nomuraviro iwoyu watasvika nawo patasvika.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu VaFiripi 3VaFiripi 3:16 Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika (SCLBD)
Zvakadaro zvazvo ngatirambei takabatisisa zvatinazvo.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu VaFiripi 3