VaFiripi 3:14
VaFiripi 3:14 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
ndinoshingairira kuchinangwa chokupedzisira kuti ndiwane mubayiro wandakadanirwa naMwari kudenga muna Kristu Jesu.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu VaFiripi 3VaFiripi 3:14 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
ndinoshingairira kunharidzano, kuti ndipiwe mubayiro wokudana kwaMwari kunobva kudenga, muna Kristu Jesu.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu VaFiripi 3VaFiripi 3:14 Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika (SCLBD)
Ndinoramba ndichingovavarira kusvika pakatarwa kuti ndiwane mubayiro wokumusoro unodaidzirwa naMwari muna Kristu Jesu.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu VaFiripi 3