VaFiripi 3:12
VaFiripi 3:12 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
Kwete kuti ndatowana zvose izvi kare, kana kuti ndatokwana pakururama, asi ndinoshingaira kuti ndichibate icho chandakabatirwa naKristu Jesu.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu VaFiripi 3VaFiripi 3:12 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
Handiti ndatochiwana, kana ndatokwaniswa, asi ndinoshingairirako, kuti zvimwe ndichibate, icho Kristu Jesu chaakambondibatira.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu VaFiripi 3VaFiripi 3:12 Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika (SCLBD)
Hakusi kuti ndakatowana kare izvi kana kuti ndava munhu azere paururami asi ndinongoramba ndichivavarira chete kuti ndiwane mubayiro iwoyo nokuti Kristu Jesu akandiita wake.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu VaFiripi 3