VaFiripi 3:10
VaFiripi 3:10 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
kuti ndimuzive iye, nesimba rokumuka kwake, nokusangana naye pamadambudziko ake, ndifanane naye pakufa kwake
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu VaFiripi 3VaFiripi 3:10 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
Ndinoda kuziva Kristu nesimba rokumuka kwake uye nokuwadzana kwokugovana naye mumatambudziko ake, ndifanane naye pakufa kwake
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu VaFiripi 3VaFiripi 3:10 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
kuti ndimuzive iye, nesimba rokumuka kwake, nokusangana naye pamadambudziko ake, ndifanane naye pakufa kwake
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu VaFiripi 3VaFiripi 3:10 Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika (SCLBD)
Ndinoda kuziva Kristu uye simba rokumuka kwake uyewo kuti ndigoverane naye matambudziko ndichivawo saiye murufu rwake
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu VaFiripi 3