VaFiripi 2:9-10
VaFiripi 2:9-10 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
Naizvozvo Mwari akamukudza panzvimbo yapamusoro-soro, uye akamupa zita riri pamusoro pamazita ose, kuti muzita raJesu mabvi ose apfugame, mudenga napanyika uye napasi penyika
VaFiripi 2:9-10 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
Saka Mwari akamukudza zvikuru, akamupa zita rinopfuura mazita ose; kuti muzita raJesu mabvi ose apfugame, avari kudenga navari panyika, navari pasi penyika
VaFiripi 2:9-10 Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika (SCLBD)
Naizvozvo Mwari akamusimudzirawo pamusorosoro akamupa zita rapamusorosoro kupfuura mazita ose; zvokuti kuremekedza zita raJesu, mabvi ose avari kudenga navari pasi pano navari pasi penyika, anofanira kumupfugamira
VaFiripi 2:9-10 Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke) (SUB1949)
Saka Mŋari wakamukudza ɀikuru, akamupa zita rinopfuʋura mazita ose; kuti muzita raJesu mabvi ose afugame, aʋari kuɗeŋga naʋari panyika, naʋari pasi penyika
VaFiripi 2:9-10 Bhaibhiri Idzva rechiShona (SCLB)