VaFiripi 2:8
VaFiripi 2:8 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
Uye akati awanikwa ane chimiro chomunhu, akazvininipisa uye akateerera kusvikira pakufa, kunyange rufu pamuchinjikwa.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu VaFiripi 2VaFiripi 2:8 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
akati awanikwa nomufananidzo womunhu, akazvininipisa, akateerera kusvikira parufu, irwo rufu rwomuchinjikwa.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu VaFiripi 2VaFiripi 2:8 Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika (SCLBD)
Ava munhu kudaro akazvidukupisa akateerera kudzamara pakufa, rufu rwomuchinjikwa.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu VaFiripi 2