VaFiripi 2:7-8
VaFiripi 2:7-8 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
asi akazviita chinhu pasina, akatora chimiro chomuranda chaiye, akaitwa somunhu. Uye akati awanikwa ane chimiro chomunhu, akazvininipisa uye akateerera kusvikira pakufa, kunyange rufu pamuchinjikwa.

VaFiripi 2:7-8 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
asi wakazvidurura iye, akazviita muranda, akafanana navanhu; akati awanikwa nomufananidzo womunhu, akazvininipisa, akateerera kusvikira parufu, irwo rufu rwomuchinjikwa.
VaFiripi 2:7-8 Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika (SCLBD)
Asi akazvidurura zvokuzvikwengura iye pachake akatora chimiro chomuranda akaberekwa akangoitawo zvakangoita vanhu. Ava munhu kudaro akazvidukupisa akateerera kudzamara pakufa, rufu rwomuchinjikwa.