VaFiripi 2:7
VaFiripi 2:7 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
asi akazviita chinhu pasina, akatora chimiro chomuranda chaiye, akaitwa somunhu.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu VaFiripi 2VaFiripi 2:7 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
asi wakazvidurura iye, akazviita muranda, akafanana navanhu
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu VaFiripi 2VaFiripi 2:7 Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika (SCLBD)
Asi akazvidurura zvokuzvikwengura iye pachake akatora chimiro chomuranda akaberekwa akangoitawo zvakangoita vanhu.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu VaFiripi 2