VaFiripi 2:6-7
VaFiripi 2:6-7 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
Uyo, kunyange aiva Mwari chaiye, haana kufunga kuti kuenzana naMwari chinhu chingabatisiswa, asi akazviita chinhu pasina, akatora chimiro chomuranda chaiye, akaitwa somunhu.

VaFiripi 2:6-7 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
iye, kunyange akanga akafanana naMwari, haana kuti kuenzana naMwari ndochinhu chinofanira kubatisiswa; asi wakazvidurura iye, akazviita muranda, akafanana navanhu
VaFiripi 2:6-7 Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika (SCLBD)
Kunyange zvake akanga ari zvimwechetezvo naMwari, haana kuti ndoramba ndakangoomerana nokuenzana naMwari ikoko. Asi akazvidurura zvokuzvikwengura iye pachake akatora chimiro chomuranda akaberekwa akangoitawo zvakangoita vanhu.
VaFiripi 2:6-7 Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke) (SUB1949)
iye, kunyaŋge akaŋga akafanana naMŋari, haana‐kuti kuenzana naMŋari ndicinhu cinofanira kuɓatisiswa; asi wakaɀiɗurura iye, akaɀiita muranda, akafanana naʋanhu
VaFiripi 2:6-7 Bhaibhiri Idzva rechiShona (SCLB)