VaFiripi 2:6
VaFiripi 2:6 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
Uyo, kunyange aiva Mwari chaiye, haana kufunga kuti kuenzana naMwari chinhu chingabatisiswa
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu VaFiripi 2VaFiripi 2:6 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
iye, kunyange akanga akafanana naMwari, haana kuti kuenzana naMwari ndochinhu chinofanira kubatisiswa
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu VaFiripi 2VaFiripi 2:6 Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika (SCLBD)
Kunyange zvake akanga ari zvimwechetezvo naMwari, haana kuti ndoramba ndakangoomerana nokuenzana naMwari ikoko.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu VaFiripi 2