VaFiripi 2:5-6
VaFiripi 2:5-6 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
Kufunga kwenyu ngakuve sokwaKristu Jesu: Uyo, kunyange aiva Mwari chaiye, haana kufunga kuti kuenzana naMwari chinhu chingabatisiswa
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu VaFiripi 2VaFiripi 2:5-6 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
Ivai nomwoyo uyo, wakanga uri muna Kristu Jesuo; iye, kunyange akanga akafanana naMwari, haana kuti kuenzana naMwari ndochinhu chinofanira kubatisiswa
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu VaFiripi 2VaFiripi 2:5-6 Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika (SCLBD)
Pakati penyu ivai nemwoyowo uyu mamuri waiva naKristu Jesu wokuti: Kunyange zvake akanga ari zvimwechetezvo naMwari, haana kuti ndoramba ndakangoomerana nokuenzana naMwari ikoko.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu VaFiripi 2