VaFiripi 2:30
VaFiripi 2:30 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
nokuti akapotsa afa nokuda kwebasa raKristu, akaisa upenyu hwake panjodzi kuti akwanise kubatsira kwamakanga musingagoni kundiitira imi.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu VaFiripi 2VaFiripi 2:30 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
nokuti nokuda kwebasa raKristu akanga oda kufa, akasarangarira upenyu hwake, achida kukwanisa pamakanga musingagoni kundishumira imi.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu VaFiripi 2VaFiripi 2:30 Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika (SCLBD)
nokuti akaisa upenyu rwake parumano zvokutoda kufira basa raKristu kuti andipe rubatsiro rwamakanga musingakwanisi kundipa.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu VaFiripi 2