VaFiripi 2:3
VaFiripi 2:3 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
Musaita chinhu nomwoyo wokuchiva kana kuzvikudza, asi mukuzvininipisa muchionawo vamwe kuti vari nani kupfuura imi.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu VaFiripi 2VaFiripi 2:3 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
musingaiti chinhu nenharo, kana nokuzvikudza, asi mumwe nomumwe ngaati nomwoyo unozvininipisa, vamwe vanomupfuura iye pakunaka
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu VaFiripi 2VaFiripi 2:3 Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika (SCLBD)
Musaite chii zvacho pamusana pokungozvifunga kana pamusana pokuzvikudza. Asi zvirerekei mutore vamwe savari nani kwamuri.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu VaFiripi 2