VaFiripi 2:27
VaFiripi 2:27 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
Zvechokwadi akanga achirwara, uye akapotsa afa. Asi Mwari akava nengoni naye, uye kwete kwaari oga asi kwandiriwo, kuti ndirege kuva nokusuwa pamusoro pokusuwa.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu VaFiripi 2VaFiripi 2:27 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
Nokuti akanga achirwara kwazvo, ari pakufa; asi Mwari wakamunzwira tsitsi; asati ari iye bedzi, asi neniwo, kuti ini ndirege kuwedzerwa nhamo pamusoro penhamo.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu VaFiripi 2VaFiripi 2:27 Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika (SCLBD)
Ichokwadiwo kuti airwara, zvokutoda kufa asi Mwari akamuitira tsitsi, kwete iye chete asi kana iniwo kuti ndirege kuva nenhamo pamusoro peimwe nhamo.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu VaFiripi 2