VaFiripi 2:22
VaFiripi 2:22 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
Asi munoziva kuti Timoti akaratidza kutendeka kwake, nokuti somwanakomana ana baba vake akashanda neni mubasa revhangeri.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu VaFiripi 2VaFiripi 2:22 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
Asi munoziva kutendeka kwake, kuti akabata pamwechete neni paVhangeri, somwana anobatira baba vake.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu VaFiripi 2VaFiripi 2:22 Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika (SCLBD)
Asi hunhu hwaTimoti munohuziva kuti akashanda neni pane zveShoko Rakanaka somwana nababa.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu VaFiripi 2