VaFiripi 2:21
VaFiripi 2:21 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
Nokuti munhu wose anozvitsvakira zvake, zvisati zviri zvaJesu Kristu.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu VaFiripi 2VaFiripi 2:21 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
Nokuti vose vanozvitsvakira zvavo, zvisati zviri zvaKristu Jesu.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu VaFiripi 2VaFiripi 2:21 Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika (SCLBD)
Vose vari kungotsvaka zvavo bedzi, kwete zvaJesu Kristu.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu VaFiripi 2