VaFiripi 2:19-20
VaFiripi 2:19-20 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
Ndine tariro muna Ishe Jesu kuti nditume Timoti kwamuri nokukurumidza, kuti neniwo ndifare pandichanzwa mashoko pamusoro penyu. Handina mumwe akaita saye, ane hanya kwazvo nokugara kwenyu kwakanaka.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu VaFiripi 2VaFiripi 2:19-20 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
MunaIshe Jesu ndinoti ndichakurumidza kutuma Timoti kwamuri, kuti neni ndifare kana ndanzwa zvenyu. Nokuti handina mumwe munhu anomwoyo wakaita sowake, achava nehanya kwazvo nezvenyu.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu VaFiripi 2VaFiripi 2:19-20 Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika (SCLBD)
Kana Tenzi Jesu ari mazviri, ndinotarisira kutuma Timoti kwamuri kuti ndifaranutswe kunzwa nezvenyu. Handina mumwe ane mwoyo wakaita sowake, ane hanya chaidzo noupenyu hwenyu.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu VaFiripi 2