VaFiripi 2:13-14
VaFiripi 2:13-14 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
nokuti ndiMwari anoshanda mukati menyu kuti mude uye muite maererano nokuda kwake kwakanaka. Itai zvose musinganyunyuti kana kukakavara
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu VaFiripi 2VaFiripi 2:13-14 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
nokuti ndiye Mwari anoita mukati menyu kuda nokuita nokuda kwake kwakanaka. Itai zvose musinganyunyuti musina nharo
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu VaFiripi 2VaFiripi 2:13-14 Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika (SCLBD)
nokuti Mwari anoshanda mamuri kuti mude uye kuti mumushandire zvaanoda. Itai zvose musinganyunyuti kana kuita nharo
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu VaFiripi 2