VaFiripi 2:10
VaFiripi 2:10 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
kuti muzita raJesu mabvi ose apfugame, mudenga napanyika uye napasi penyika
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu VaFiripi 2VaFiripi 2:10 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
kuti muzita raJesu mabvi ose apfugame, avari kudenga navari panyika, navari pasi penyika
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu VaFiripi 2VaFiripi 2:10 Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika (SCLBD)
zvokuti kuremekedza zita raJesu, mabvi ose avari kudenga navari pasi pano navari pasi penyika, anofanira kumupfugamira
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu VaFiripi 2