VaFiripi 2:1
VaFiripi 2:1 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
Kana muine kurudziro inobva pakubatana naKristu, kana paine kunyaradza kunobva parudo rwake, kana pano kuwadzana noMweya, kana paino unyoro netsitsi
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu VaFiripi 2VaFiripi 2:1 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
Zvino kana kuvaraidzwa kuripo kuna Kristu, kana kunyaradza kworudo, kana kuyanana kwoMweya, kana mwoyo munyoro nokunzwira tsitsi
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu VaFiripi 2VaFiripi 2:1 Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika (SCLBD)
Zvino kana imi muine chinokukurudzirai muna Kristu, muine rudo runokugadzanisai mwoyo, muina Mweya uye muine rudo nomutsa
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu VaFiripi 2