VaFiripi 1:9
VaFiripi 1:9 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
Uye uyu ndiwo munyengetero wangu: kuti rudo rwenyu ruwande uye muwanze kuziva nokunzwisisa
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu VaFiripi 1VaFiripi 1:9 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
Ndizvo zvandinonyengetera, kuti rudo rwenyu rurambe ruchingowanda pakuziva nokunzwisisa kwose
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu VaFiripi 1VaFiripi 1:9 Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika (SCLBD)
Chandinokunamatirai ndechokuti dai rudo rwenyu rwangoramba rwuchifashukira kuwanda muine ruzivo nechipo chokugona kuona zvinhu nemazvo
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu VaFiripi 1