VaFiripi 1:6
VaFiripi 1:6 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
ndichiziva izvi, kuti iye akatanga basa rakanaka mamuri acharipedzisa kusvikira pazuva raKristu Jesu.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu VaFiripi 1VaFiripi 1:6 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
ndichiziva chinhu ichi, kuti iye akatanga basa rakanaka mukati menyu, acharipedzisa kusvikira pazuva raKristu Jesu
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu VaFiripi 1VaFiripi 1:6 Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika (SCLBD)
Ndine chokwadi chokuti iye akatangisa basa iri rakanaka mamuri, acharipedzisa pazuva raKristu Jesu.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu VaFiripi 1VaFiripi 1:6 Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke) (SUB1949)
ndiciziʋa cinhu ici, kuti iye wakataŋga ɓasa rakanaka mukati menyu, ucaripedzisa kuȿikira pazuʋa raKristu Jesu
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu VaFiripi 1