VaFiripi 1:4-5
VaFiripi 1:4-5 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
Muminyengetero yangu yose nokuda kwenyu mose, ndinogara ndichinyengetera nomufaro nokuda kwokubata pamwe kwenyu muvhangeri kubvira pazuva rokutanga kusvikira zvino
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu VaFiripi 1VaFiripi 1:4-5 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
ndichikumbira nomufaro nguva dzose pakukumbira kwangu kwose, pamusoro penyu mose nokuda kwokusangana kwenyu paVhangeri kubva pazuva rokutanga kusvikira zvino
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu VaFiripi 1VaFiripi 1:4-5 Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika (SCLBD)
pose pandinokunamatirai mose, ndichikunamatirai nomufaro ndichitenda Mwari norubatsiro rwenyu muShoko Rakanaka, kubvira pazuva rokutanga kusvikira pari nhasi.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu VaFiripi 1