VaFiripi 1:30
VaFiripi 1:30 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
sezvo muri mukurwa kumwe chete uku kwamakandiona ndinako, uye kwamunoziva zvino kuti ndichinako.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu VaFiripi 1VaFiripi 1:30 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
imi muchirwawo nokurwa uku kwamakaona kwandiri, kwamunonzwa kuti ndinorwa nazvino.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu VaFiripi 1VaFiripi 1:30 Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika (SCLBD)
Tiri muhondo imwecheteyo yamakandiona ndichirwa uye yamunonzwa kuti ndichiri kungorwisa.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu VaFiripi 1