VaFiripi 1:3-4
VaFiripi 1:3-4 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
Ndinovonga Mwari wangu nguva dzose pandinokurangarirai. Muminyengetero yangu yose nokuda kwenyu mose, ndinogara ndichinyengetera nomufaro
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu VaFiripi 1VaFiripi 1:3-4 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
Ndinovonga Mwari wangu nguva imwe neimwe kana ndichikufungai, ndichikumbira nomufaro nguva dzose pakukumbira kwangu kwose, pamusoro penyu mose
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu VaFiripi 1VaFiripi 1:3-4 Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika (SCLBD)
Ndinotenda Mwari wangu pose pandinokufungai uye nguva dzose pose pandinokunamatirai mose, ndichikunamatirai nomufaro
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu VaFiripi 1