VaFiripi 1:23-24
VaFiripi 1:23-24 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
Ndiri pakati pezvinhu zviviri zvinoti: Ndinoda kuenda kuti ndive naKristu, zvinova ndizvo zviri nani nokupfuuridza; asi zvinokoshawo zvikuru kwamuri kuti ndirambe ndiri mumuviri uyu.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu VaFiripi 1VaFiripi 1:23-24 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
zvino ndinomanikidzwa nezvinhu zviviri: ndinoda kubva, kuti ndive naKristu, nokuti ndizvo zvinopfuura nokunaka; asi nokuda kwenyu zvakanaka kuti ndigare panyama.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu VaFiripi 1VaFiripi 1:23-24 Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika (SCLBD)
Ndakamanikwa pakati pazvo. Chido changu ndechokuti ndibve ndiende kuti ndindova naKristu nokuti ndizvo zvinotova nani kwazvo. Asiwo kuva mupenyu kunotodikanwa zvikuru pamusana penyu.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu VaFiripi 1