VaFiripi 1:23
VaFiripi 1:23 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
Ndiri pakati pezvinhu zviviri zvinoti: Ndinoda kuenda kuti ndive naKristu, zvinova ndizvo zviri nani nokupfuuridza
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu VaFiripi 1VaFiripi 1:23 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
zvino ndinomanikidzwa nezvinhu zviviri: ndinoda kubva, kuti ndive naKristu, nokuti ndizvo zvinopfuura nokunaka
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu VaFiripi 1VaFiripi 1:23 Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika (SCLBD)
Ndakamanikwa pakati pazvo. Chido changu ndechokuti ndibve ndiende kuti ndindova naKristu nokuti ndizvo zvinotova nani kwazvo.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu VaFiripi 1