VaFiripi 1:18
VaFiripi 1:18 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
Asi zvisinei hazvo, chinhu chinokosha ndechokuti munzira dzose, dzingava ndangariro dzenhema kana dzechokwadi, Kristu ari kuparidzwa hake. Uye nokuda kwaizvozvi ndinofara. Hongu, uye ndicharamba ndichifara
VaFiripi 1:18 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
Zvinei hazvo? Hazvina hazvo, asi kuti Kristu anoparidzwa hake nenzira dzose, kana namanomano, kana nechokwadi; ndinofara nazvo, uye ndichasifara hangu nazvo.
VaFiripi 1:18 Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika (SCLBD)
Hazvinei hazvo. Chiripo chete ndechokuti Kristu anoparidzwa nenzira dzakawanda, dzingave nzira kwadzo kana dzisina kunaka asi Kristu ari kuparidzwa. Izvozvo ndizvo zvinondifadza zvikuru. Aiwa! Zvinofadza kwazvo
VaFiripi 1:18 Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke) (SUB1949)
Ɀinei haɀo? Haɀina haɀo, asi kuti Kristu unoparidzwa hake nenzira dzose, kana namano‐mano, kana neɀokwaɗi; ndinofara naɀo, ʋuye ndicasifara haŋgu naɀo.
VaFiripi 1:18 Bhaibhiri Idzva rechiShona (SCLB)