VaFiripi 1:12
VaFiripi 1:12 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
Zvino ndinoda kuti muzive, hama dzangu, kuti zvakaitika kwandiri zvakabatsira zvikuru kufambisa vhangeri.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu VaFiripi 1VaFiripi 1:12 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
Zvino ndinoda kuti muzive, hama dzangu, kuti izvo zvakandiwira zvakatofambisa Vhangeri
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu VaFiripi 1VaFiripi 1:12 Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika (SCLBD)
Hama dzangu ndingade kuti muzive kuti zvakaitika kwandiri zvakatobatsira kuenderera mberi kweShoko Rakanaka
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu VaFiripi 1