VaFiripi 1:11
VaFiripi 1:11 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
muzere nechibereko chokururama chinouya kubudikidza naJesu Kristu, kuti kubwinya nokurumbidzwa zvive kuna Mwari.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu VaFiripi 1VaFiripi 1:11 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
muzere nechibereko chokururama, chinouya naJesu Kristu, kuti ave nokubwinya nokurumbidzwa.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu VaFiripi 1VaFiripi 1:11 Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika (SCLBD)
makazadzwa nemichero yoururami inouya nokuna Jesu Kristu zvichipa mbiri norukudzo kuna Mwari.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu VaFiripi 1