VaFiripi 1:10
VaFiripi 1:10 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
kuitira kuti mugogona kunzwisisa kuti zvakaisvonaka ndezvipi uye muve vakachena uye mushayiwe chamungapomerwa kusvikira pazuva raKristu
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu VaFiripi 1VaFiripi 1:10 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
kuti muedze muzive kuti zvinhu zvakanaka ndezvipi, kuti muve vakarurama, vasina mhosva, kusvikira pazuva raKristu
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu VaFiripi 1VaFiripi 1:10 Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika (SCLBD)
kuti mukwanise kusarudza chakanakisisa uye kuti muve vatsvene vasina chinoshoreka pamuri pazuva raKristu
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu VaFiripi 1