Obhadhia 1:18
Obhadhia 1:18 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
Imba yaJakobho ichava moto, uye imba yaJosefa murazvo womoto; imba yaEsau ichava mashanga, uye vachaipisa nomoto vagoipedza. Hakuzovi navanopona muimba yaEsau.” Jehovha ataura izvozvo.
Obhadhia 1:18 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
Imba yaJakobho ichava moto, imba yaJosefa murazvo womoto, uye imba yaEsau mashanga; vachapisa vamwe pakati pavo, nokuvapedza; hakuchina vachasarira imba yaEsau, nokuti Jehovha akataura izvozvo.
Obhadhia 1:18 Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika (SCLBD)
Imba yokwaJakobho ichava moto imba yokwaJosefi ichiva murazvo womoto imba yokwaEsau ichiva zvidzitsi zvamashanga. Ivo vachavapisa vagovaroromesa. Hapazova navanopunyuka kune vemba yokwaEsau nokuti TENZI ataura.
Obhadhia 1:18 Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke) (SUB1949)
Imba yaJakobo icaʋa mŋoto, imba yaJosefa muraɀo womŋoto, ʋuye imba yaEsau mashaŋga; ʋacapisa ʋamŋe pakati paʋo, nokuʋapedza; hakucinaʋacasarira imba yaEsau, nokuti Jehova wakataura iɀoɀo.
Obhadhia 1:18 Bhaibhiri Idzva rechiShona (SCLB)