Numeri 8:2 - Enzanisa Shanduro Dzose
Numeri 8:2 BDSC (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
“Taura naAroni uti kwaari, ‘Kana uchimisa mwenje minonwe, inofanira kuvhenekera nzvimbo iri mberi kwechigadziko chomwenje.’ ”
Pakurirana nevamwe
Numeri 8 BDSCNumeri 8:2 SNA2002 (Shona Bible 1949, revised 2002)
“Taura naAroni, uti kwaari, ‘Kana uchiumisa mwenje, mwenje minomwe inofanira kuvhenekera pamberi pechigadziko.’ ”
Pakurirana nevamwe
Numeri 8 SNA2002Numeri 8:2 SUB1949 (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke))
Taura naAroni, uti kwaari: Kana ucimisa mŋenje, mŋenje minomŋe inofanira kuvenekera pamberi pecigadziko.
Pakurirana nevamwe
Numeri 8 SUB1949Numeri 8:2 SCLB (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
“Udza Aroni kuti paanondogadzika marambi, marambi manomwe anofanira kuvheneka akatarisa mberi kwechigadzikiro chomwenje.”
Pakurirana nevamwe
Numeri 8 SCLBNumeri 8:2 SCLBD (Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika)
“Udza Aroni kuti paanondogadzika marambi, marambi manomwe anofanira kuvheneka akatarisa mberi kwechigadzikiro chomwenje.”
Pakurirana nevamwe
Numeri 8 SCLBD