Skip to content
Logo yeApp yeBhaibheri

Numeri 7:78 - Enzanisa Shanduro Dzose

Numeri 7:78 BDSC (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)

Pazuva regumi namaviri, Ahira mwanakomana waEnani, mutungamiri wavanhu vokwaNafutari, akauya nechipiriso chake.

Pakurirana nevamwe
Numeri 7 BDSC

Numeri 7:78 SNA2002 (Shona Bible 1949, revised 2002)

Nezuva regumi namaviri Ahira, mwanakomana waEnani, muchinda wavana vaNafutari, akauya.

Pakurirana nevamwe
Numeri 7 SNA2002

Numeri 7:78 SUB1949 (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke))

Nezuʋa regumi namaʋiri Ahira, mŋanakomana waEnani, mucinda waʋana ʋaNaftari, wakaʋuya.

Pakurirana nevamwe
Numeri 7 SUB1949

Numeri 7:78 SCLB (Bhaibhiri Idzva rechiShona)

Pazuva rechigumi namaviri racho, kwakauya Ahira mwanakomana waEnani, aiva mutungamiriri wevedzinza rokwaNafutari.

Pakurirana nevamwe
Numeri 7 SCLB

Numeri 7:78 SCLBD (Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika)

Pazuva rechigumi namaviri racho, kwakauya Ahira mwanakomana waEnani, aiva mutungamiriri wevedzinza rokwaNafutari.

Pakurirana nevamwe
Numeri 7 SCLBD