Svetukira kuzviri mukati

Numeri 4:19 - Enzanisa Shanduro Dzose

Numeri 4:19 BDSC (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)

Kuti vararame uye varege kufa pavanoswedera pedyo nezvinhu zvitsvene, uvaitire izvi: Aroni navanakomana vake vanofanira kupinda munzvimbo tsvene vagorayira murume mumwe nomumwe basa rake nezvaanofanira kuita.

Numeri 4 BDSC

Numeri 4:19 SNA2002 (Shona Bible 1949, revised 2002)

asi muvaitire izvi kuti vararame, varege kufa, kana vachiswedera kuzvinhu zvitsvene‐tsvene; Aroni navanakomana vake vanofanira kupinda nokuvagadza, mumwe nomumwe, pabasa rake napamutoro wake.

Numeri 4 SNA2002

Numeri 4:19 SUB1949 (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke))

asi muʋaitire iɀi kuti ʋararame, ʋarege kufa, kana ʋacisweɗera kuɀinhu ɀitȿene‐tȿene; Aroni naʋanakomana ʋake ʋanofanira kupinda nokuʋagadza, mumŋe nomumŋe, paɓasa rake napamutoro wake.

Numeri 4 SUB1949

Numeri 4:19 SCLB (Bhaibhiri Idzva rechiShona)

Zvino, kuti vararame varege kufa pavanouya pedyo nezvinhu zvinoera zvamuchaita kwavari ndezvizvi; Aroni navanakomana vake vachapindamo vovagovera mabasa okuita.

Numeri 4 SCLB

Numeri 4:19 SCLBD (Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika)

Zvino, kuti vararame varege kufa pavanouya pedyo nezvinhu zvinoera zvamuchaita kwavari ndezvizvi; Aroni navanakomana vake vachapindamo vovagovera mabasa okuita.

Numeri 4 SCLBD