Numeri 35:34
Numeri 35:34 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
Musasvibisa nyika yamugere uye yandinogara, nokuti ini Jehovha, ndigere pakati pavaIsraeri.’ ”
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Numeri 35Numeri 35:34 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
Musasvibisa nyika mamugere, mandigerewo ini; nokuti ini Jehovha ndigere pakati pavana vaIsiraeri.’ ”
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Numeri 35Numeri 35:34 Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika (SCLBD)
Musan'orese nyika yamugere mandinogarawo ini nokuti ini Tenzi ndinogara mukati mavaIsiraeri.”
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Numeri 35