Numeri 31:2 - Enzanisa Shanduro Dzose
Numeri 31:2 BDSC (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
“Tsiva kuvaMidhiani zvavakaitira vaIsraeri. Shure kwaizvozvo uchandosanganiswa navanhu vako.”
Pakurirana nevamwe
Numeri 31 BDSCNumeri 31:2 SNA2002 (Shona Bible 1949, revised 2002)
“Tsiva vana vaIsiraeri kuvaMidhiani; shure kwaizvozvo iwe uchasanganiswa navanhu vako.”
Pakurirana nevamwe
Numeri 31 SNA2002Numeri 31:2 SUB1949 (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke))
Tsiʋa ʋana ʋaIsraeri kuʋaMidiani; shure kwaiɀoɀo iwe ucasoŋganiswa naʋanhu ʋako.
Pakurirana nevamwe
Numeri 31 SUB1949Numeri 31:2 SCLB (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
“Tsiva vaMidhiani pane zvavakakanganisira vaIsiraeri. Kana waita izvozvo uchatorwa uchindosanganiswa nehama dzako, vachakabvu.”
Pakurirana nevamwe
Numeri 31 SCLBNumeri 31:2 SCLBD (Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika)
“Tsiva vaMidhiani pane zvavakakanganisira vaIsiraeri. Kana waita izvozvo uchatorwa uchindosanganiswa nehama dzako, vachakabvu.”
Pakurirana nevamwe
Numeri 31 SCLBD